Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichinzi chinogoneka chinenge chichikwanisa kuitwa.
1
Kana chinhu chichinzi chinogoneka chinenge chichikwanisa kuitwa.
Harisi ivhu rose rinogoneka kurimika.
Kutseketuka kugoneka kusuduruswa kana kumiswa zvakanaka kwechinhu chinorema.
Ichi chivaka-mberi chechivanduriro chekwaniso chinoratidza kuti zvinhu zvinogoneka kuitika.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gonera
Gonera inzvimbo inenge yagara nyuchi kwamakore akawanda.
VerengaSwipe for the next word