Kwaunobva

bvira

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kana chinhu chichibvira chinenge chichigona kuitika.

    Zvinobvira kuti ndiende kumusha usiku huno ndichisvika.

  2. 2

    Kana uchinzi pane chimwe chinhu haubviri unenge uchichigonesa zvokuti hapana mumwe anokukunda.

    Mai Ruwizhi kukanga nyama havabviri.

  3. 3

    Kana kuchitaurwa kwakabvira zvinhu ndiyo nguva yazvakatanga kuitika.

    Ndakabvira gore rapera ndichimunyenga asi nanhasi achiri kungondiramba.

  4. 4

    Kana kunhu kuchinzi ndiko kwazvabvira, ndiro divi racho kana kuti nzvimbo inenge yauya nezviri kutaurwa zvichibva neko.

  5. 5

    Kana ukanzi uri kubvira mumwe munhu ndiye waunenge uchinzi uri kutaura kana kududza pane zvaunenge uchitaura.

Maumbirwo
Mazwi akafanana
Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary