Duramazwi
bvirira
-bvira
Duramazwi
Kubvirira kutanga pane imwe nzvimbo kusvika pane imwe.
Kubvirira kutanga pane imwe nzvimbo kusvika pane imwe.
Moto uyu wakabvirira kumusoro uchidzika nebani.
Ndakabvirira kukuona hangu uchiri mwana mudiki asi ndaiti umbokura.
-bvira
Duramazwi
01 / 03bviro-
Ichi chiitogama chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu chaitika kwenguva refu.
VerengaSwipe for the next word