Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiitogama chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu chaitika kwenguva refu.
z 5. Mabviriro.
1
Ichi chiitogama chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu chaitika kwenguva refu.
Wakabvirorima munda uyu makore mana apfuura, asi hapana chakati tsvikiti chawati wakohwa kusvika nhasi.
Kana munhu achiti chibviro anoreva nguva inenge yapfuura kubva pamavambo pechimwe chinhu.
2
z 5. Mabviriro.
Kana munhu achiti chibviro anoreva nguva inenge yapfuura kubva pamavambo pechimwe chinhu.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvisa
deduct
VerengaSwipe for the next word