KwaunobvaDuramazwiTtangira

Duramazwi

tangira

Zvinoreva

Kukodzongera.

1

Kukodzongera.

Akangosviko mira pakati petown chaipo achishaya kuti otangira papi chaizvo.

Tadiwa akazosvika akwatuka kwatuka face yose iyi zvekuti madoctors vaishaya pekutangira.

Akazongozviudza kuti aizofamba achibvunza kwaive nerank then ozotangira ipapo kuvatsvaga.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tangirira

Kutangirira kuvharidzira munhu kuti asawana mukana wokuita zvimwe zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word