KwaunobvaDuramazwiTtanga

Duramazwi · chiito

tanga

commence · generate · initiate · introduce · kickoff · precede · principal · begin; start

-denha-vambasvosva

Zvinoreva

Kutanga kuvamba kuita chimwe chinhu, kana kungovambawo kwacho choga. Chii chakatanga kuvapo huku kana zai?

1

Kutanga kuvamba kuita chimwe chinhu, kana kungovambawo kwacho choga. Chii chakatanga kuvapo huku kana zai?

Vakatozombo tanga kutamba chikudo mumba imomo.

Vakangosviko Tanga kurova murume wavo.

Zvimwe zvinhu tanga wafunga wanzwa?.

2

Kana munhu akatanga kuita chimwe chinhu anenge ariye achiita kusati kwambova nomumwe ambozviita. Muno muraini baba avo ndivo vakatanga kudhairaivha motokari.

3

Kutanga munhu kumugumbura nemashoko, kana kuita zvinotsamwisa iye asina zvaakukanganisira.

Zvakafanana

-denha · -vamba · svosva

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tangadzira

Kana ukatangadzira munhu unenge washandisa nzira inogurisira kuti umubate asati asvika kwaari kuenda.

Verenga

Swipe for the next word