Duramazwi
vamba [-amba]
-denha
Duramazwi
Kutangisa kuita chinhu.
Kutangisa kuita chinhu.
Kana munhu achivamba anenge achitangisa kuita chimwe chinhu.
Achavamba rwendo masikati.
Kuvamba kuita kuti munhu akanyarara atsamwe, mozopedzisira magumburana kana kurwa.
Kuvamba doro kubika mhanga yokutangisa yedoro.
Munyaya dzekuruka kuvamba kutanga kuisa masitichi paniti kuti ichigotangisa kuruka.
-denha
Duramazwi
01 / 03vambara
Kuti vambara kurara pasi neuso hwakatarisa pasi.
VerengaSwipe for the next word