Duramazwi · zita
Zvinoreva
Vamasare izwi rinoshandiswa pamunhu anotadza kuwirirana navamwe, asinganzwisiswi.
1

Ngatichibva pano pasvika vamasare.
Vamasare izwi rinoshandiswa pamunhu anotadza kuwirirana navamwe, asinganzwisiswi.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vamba
Kana munhu achivamba anenge achifamba dumbu rakarembera nokuda kwekuguta.
VerengaSwipe for the next word