Duramazwi01 / 03vamaiVamai ndivanamai nanambuya vakafa kare. Kazhinji zita rekuti vamai rinowanzoshandiswa nevanhu vakuru.Verenga→
Duramazwi02 / 03vamasareVamasare izwi rinoshandiswa pamunhu anotadza kuwirirana navamwe, asinganzwisiswi.Verenga→
Duramazwi03 / 03vambaKana munhu achivamba anenge achifamba dumbu rakarembera nokuda kwekuguta.Verenga→