Duramazwi · zita
Zvinoreva
Vamai ndivanamai nanambuya vakafa kare. Kazhinji zita rekuti vamai rinowanzoshandiswa nevanhu vakuru.
1

Wakadii kusadaira pandaitaura nezvamai Mhofu vacho!
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vamasare
Vamasare izwi rinoshandiswa pamunhu anotadza kuwirirana navamwe, asinganzwisiswi.
VerengaSwipe for the next word