KwaunobvaDuramazwiVvamba

Duramazwi

vamba

Zvinoreva

Kana munhu achivamba anenge achifamba dumbu rakarembera nokuda kwekuguta.

Kuti vamba kufamba kungaita mhuka ine dumbu rakarembera nokuda kwekuguta.

1

N'ombe yaguta uswa inoti vamba.

Akange otofunga kuvamba yake imba Ari mumba mavo imomo.

2

Kuti vamba kufamba kungaita mhuka ine dumbu rakarembera nokuda kwekuguta.

N'ombe yaguta uswa inoti vamba.

Kuti vamba kufamba kungaita mhuka ine dumbu rakarembera nokuda kwekuguta.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vamba [-amba]

Kutangisa kuita chinhu.

Verenga

Swipe for the next word