KwaunobvaDuramazwiVvababa

Duramazwi · zita

vababa

Zvinoreva

Vababa ndivanababa nemadzisekuru vakafa kare. Kazhinji izwi rekuti vababa rinowanzoshandiswa nevanhu vakuru.

1

Vababa ndivanababa nemadzisekuru vakafa kare. Kazhinji izwi rekuti vababa rinowanzoshandiswa nevanhu vakuru.

Ndakatoshaya kuti grudge rake kuvana vababa vangu raive papi chaipo nekuti airatidza kuti anovavenga with passion chaiko.

Sekuru ihanzvadzi dzokwamai kana baba vababa vako kana baba vaamai.

Vababa ndivanababa nemadzisekuru vakafa kare. Kazhinji izwi rekuti vababa rinowanzoshandiswa nevanhu vakuru.

Zvine chekuita

vamai

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vabasa

Kana munhu achiti vabasa anenge achikwazisa vanhu vanenge vachiita basa.

Verenga

Swipe for the next word