KwaunobvaDuramazwiVva nechakakugara

Duramazwi

va nechakakugara

Zvinoreva

Kuva nechakakugara kuita zvinhu zvinoitwa nevanhu vane mweya yakaipa kana madhimoni.

1

Kuva nechakakugara kuita zvinhu zvinoitwa nevanhu vane mweya yakaipa kana madhimoni.

Mazhambiro aunoita zuva nezuva anoita kuti tifunge kuti unova nechakakugara pauri ipapo.

2

Kuva nechakakugara kuita zvimwe zvinhu zvakapfurikidza uye zvisingagoneki neruzhinji.

Mapfurire ako emhuka anoita kuti tifunge kuti iye zvino unova nechakakugara pauri ipapo.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

va nechioko chegudo

Kuva nechioko chegudo kuita katsika kokungorova vamwe pese pese.

Verenga

Swipe for the next word