Duramazwi
va
ers · mister
Duramazwi
ers · mister
Kuti va kucheka nyama kana chimwewo nekukasika zvikuru.
Ichi chivakashure chinoratidza sungawirirano yemazita emupanda 1a, 2a, 2b ne2.
Ichi chivakashure chemazita emupanda 2.
Kuva kunge uri zvauri.
Ichi chiitomwana chinotsigira chiito kana mamwe mazwi kuratidza zvinoitika kana mamiriro akaita zvinhu.
Ichi chivakashure chemazita emupanda 2a.
Kuti va kucheka nyama kana chimwewo nekukasika zvikuru.
Chitaridzamuiti sokuti a-bat-a kana kuti ku-va-bat-a iii.
Chitaridzamuitirwi sokuti va-ka-mu-bat-a v.
Kuti va kuzadza mudziyo kusvika pamuromo.
Dengu rakati va nezviyo.
Ichi chivakashure chinoratidza sungawirirano yemazita emupanda 1a, 2a, 2b ne2.
Vasikana vaenda kutsime here?
Chitaridzamuiti sokuti a-bat-a kana kuti ku-va-bat-a iii.
Chitaridzanguva sokuti va-ka-bat-a iv.
Ichi chivakashure chemazita emupanda 2.
Vana vaviri ivavo vakwana.
Chitaridzanguva sokuti va-ka-bat-a iv.
Chiitomhini sokuti va-ka-mbo-mu-bat-a Kurudyi kwemudzi wechiito kune rebeso/vanduriro nenzvovera yokupedzisira sokuti va-ka-mu-bat-ir-a.
Kuva kunge uri zvauri.
Ndava nemakore mashanu ndichishanda pano.
Mwana wedu ava mudzidzisi.
Kuva nechimwe chinhu kunge uinacho.
Fekitori yedu yakura zvekuti mukuru wedu ava nevateedzeri vatatu.
Ichi chiitomwana chinotsigira chiito kana mamwe mazwi kuratidza zvinoitika kana mamiriro akaita zvinhu.
Mava kuenda here?
Chiitomhini sokuti va-ka-mbo-mu-bat-a Kurudyi kwemudzi wechiito kune rebeso/vanduriro nenzvovera yokupedzisira sokuti va-ka-mu-bat-ir-a.
Paakabi- rwa mari yake nekoronyera yaaiga- ra nayo, akakungura kuti dai akazi- va akateerera shamwari dzake dzai- gara dzichimuruma nzeve.
Ichi chivakashure chemazita emupanda 2a.
VaShiri vanogara pedo naVaMhiripiri.
Chiitomhini sokuti va-ka-mbo-mu-bat-a Kurudyi kwemudzi wechiito kune rebeso/vanduriro nenzvovera yokupedzisira sokuti va-ka-mu-bat-ir-a.
Bvenge vanhu va kaungana pamwe chete, vari varume nevakadzi, kana kuti vakuru nevadiki.
Duramazwi
01 / 03va nechakakugara
Kuva nechakakugara kuita zvinhu zvinoitwa nevanhu vane mweya yakaipa kana madhimoni.
VerengaSwipe for the next word