Duramazwi01 / 03vababaVababa ndivanababa nemadzisekuru vakafa kare. Kazhinji izwi rekuti vababa rinowanzoshandiswa nevanhu vakuru.Verenga→
Duramazwi02 / 03vabasaKana munhu achiti vabasa anenge achikwazisa vanhu vanenge vachiita basa.Verenga→
Duramazwi03 / 03vabatiTinoshandisa vabati senzira yokumhorosa nayo vanhu vanenge vachiita basa.Verenga→