Duramazwi
kuva
be · become · becoming · being · belonging · having · tobe
Duramazwi
be · become · becoming · being · belonging · having · tobe
Kana michero yakuva inenge yapera, kusisina, nokuti nguva yacho inenge yapfuura.
Kuti kuva kurova munhu nembama.
Kana michero yakuva inenge yapera, kusisina, nokuti nguva yacho inenge yapfuura.
Akafanira kuva munhu asingakurumidzi kushatirwa nhando, kana kukurumidza kusviba moyo.
Pamusoro peizvozvo, unofanira kuva neruzivo rwakadzama rwezvinoreva tsumo.
Mazwi acho anogona kuva madimikira, nyaudzosingwi, tsumo kana dzimwewo ndevo dzakashandiswa.
Kukomba.
Kuti kuva kurova munhu nembama.
Kana munhu aine unhu hwakanaka anokurudzira unhu hwakanaka uye kurambidza vanhu kuva njake-njake.
Chenjedzo: • Hurukuro yako inofanira kuva nevanhu vaviri chete.
Nharembozha unogona kuva nayo pose pauri zvakaita mubhazi, muchitima, kumunda kana kutsime chaiko.
Duramazwi
01 / 03kuva mugari wenyika
citizenship
VerengaSwipe for the next word