Duramazwi
-mukirwa-budirwa
Zvinoreva
Kana munhu akasvikirwa navanhu vanenge vamuwanikidza iye asingadi kuti avaone.
1

Kunyangwe naBaTakue vainge vokwira pamusoro paye vachijamba jamba semunhu asvikirwa achidya mutupo wake.
Kana munhu akasvikirwa navanhu vanenge vamuwanikidza iye asingadi kuti avaone.
Kana munhu achinzi anosvikirwa anenge achibudirwa neshavi rokurapa kana kufembera.
2

Zvakafanana
-mukirwa · -budirwa
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sviko-
Ichi chiitogama chinotaridza zvakaitika nguva shomanana mushure mokunge chimwe chinhu chaitika.
VerengaSwipe for the next word