Duramazwi · chiito
svika
arrive · showup · turnup · reach
-guma
Duramazwi · chiito
arrive · showup · turnup · reach
Kuenda panzvimbo uchibva kumwe.
Kuenda panzvimbo uchibva kumwe.
Akato svika pamaitakue haana kana kugogodza.
Svika zvako shamwari, imbwa iyi hairumi.
Kana mushamarari achikungurutsa mumhanzi anenge ari kuuridza ku- svika wapera wese.
Kusvika kuve pane imwe nzvimbo yawanga usiri, uchibva kumwewo.
Kusvika kukura kwemunhu kana mbesa zvakanyatsokwana. Kana chibage chako chakanyatsosvika, unowacha.
-guma
Duramazwi
01 / 03svikika
accessible
VerengaSwipe for the next word