KwaunobvaDuramazwiUuya

Duramazwi · chiito

uya

come

Zvinoreva

Kusvika panzvimbo. Kuuya kusvika pamunhu akushevedza, kana kuti panzvimbo iwe uchibva kumwe.

Ichi chinan'anuri chemupanda 1a, 1 ne3.

1

Kusvika panzvimbo. Kuuya kusvika pamunhu akushevedza, kana kuti panzvimbo iwe uchibva kumwe.

Nemukadzi wavo uya anodisisa Mari vogosvika vasina kana cent uku mota yatorwa.

Mungamuone seakazungaira zvenyu mwana uya but pfungwa dzake dzinofunga manje.

Munhu uya wekuti anogona kutongoinitiator vamwe vanhu vachitongoita nyaya.

2

Kana mvura yauya inenge yoda kunaya.

3

Kana pfungwa ichinzi yauya mumusoro mako, unenge wava kufunga nezvayo.

4

Ichi chinan'anuri chemupanda 1a, 1 ne3.

Mukomana uya wekuba ava mujere.

Nemukadzi wavo uya anodisisa Mari vogosvika vasina kana cent uku mota yatorwa.

Munhu uya wekuti anogona kutongoinitiator vamwe vanhu vachitongoita nyaya.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uya zvakanaka

Uku kutaura kuti zvaitika zviri kufarirwa nemutauri nokuti zviri kupindirana nezvaanoda.

Verenga

Swipe for the next word