KwaunobvaDuramazwiZza

Duramazwi

za

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi chaita zvokuza chinenge changouya kana kuitika choga, pasina kushingirira.

1

Kana chinhu chichinzi chaita zvokuza chinenge changouya kana kuitika choga, pasina kushingirira.

Revai: Uchati-za basa here futi nhasi? Takura: Kutyei?

Kusiterarai- za inzira yekuronga mhuri nayo apo munhurume anosungwa kuti urume hwake hushaye simba rekuita mwa- na.

2

Kuza kuuya kana kuwanikwa kwezvimwe zvinhu.

*Garwe haridyi chebamba, charo chinoza neronga*.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zabvu

Kuti zabvu kuruma chinhu uchiita zvokuda kuchibvarura namazino.

Verenga

Swipe for the next word