KwaunobvaDuramazwiZzadza mukombe

Duramazwi

zadza mukombe

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi chinozadza mukombe chinenge chakanaka uye chichiyemurika chaizvo.

1

Kana chinhu chichinzi chinozadza mukombe chinenge chakanaka uye chichiyemurika chaizvo.

*Mwana uyu ane tsika dzinozadza mukombe saka akaroorwa zvakanaka.*

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zadzadama

Zadzadama chihwitsi chikuru chaizvo, chakapfava pakuchitsenga.

Verenga

Swipe for the next word