KwaunobvaDuramazwiUuwarakata

Duramazwi · zita

uwarakata

Zvinoreva

Uwakatira.

1

Uwakatira.

Izvi zvinhu zvakawanda zvinenge zvakarara kana kuwira pose pose. Chakata dzaita ruwarakata pasi.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uwe-ewe-e

Uku kudaidzira pamwe kungaitwe nevanhu vanenge vachida kubatsirwa.

Verenga

Swipe for the next word