Duramazwi · zita
uwandu
amount · plural · quantify · quantity · quantities
Duramazwi · zita
amount · plural · quantify · quantity · quantities
Uwandu kuverengwa kwezvinhu zvichionekwa kuti zvingani.
Uwandu kuverengwa kwezvinhu zvichionekwa kuti zvingani.
Mushure mazvo wonyora pfupiso yakanaka uchishandisa mazwi ako ane uwandu hwakatarwa.
Chakasiyana nechirevauwandu pakuti icho chinonyatsodoma uwandu hwacho.
Sezita racho chidudziramazita ichi chinotsaura chinhu chiri kutaurwa nezvacho nokutaridza uwandu.
Duramazwi
01 / 03uwarakata
Uwakatira.
VerengaSwipe for the next word