KwaunobvaDuramazwiNnhamba

Duramazwi · zita

nhamba

numeral · numeration · statistic · statistical · statistics · number

Zvinoreva

Nhamba mavara akaita samotsi, piri, tatu zvichingodaro.

Nhamba igaba kana chimwewo chinoisirwa dovi rakakuyiwa.

1

Nhamba mavara akaita samotsi, piri, tatu zvichingodaro.

Hapana zvimwe zvaive zvakanyorwa kunze kwehouse nhamba iyoyo nelocation chete.

Kutaura chokwadi ndaive ndavaisira nhamba hwani chaiyo nekuti kubva nezuro wacho sadza ndaive ndadya ndikatoguta.

Ndakupinda mumagumbeze pane chipepa chakabva chadonha pasi pepillow chaive chakayorwa house nhamba relocation yaive yakanzi Cowdry park.

2

Nhamba igaba kana chimwewo chinoisirwa dovi rakakuyiwa.

Hapana zvimwe zvaive zvakanyorwa kunze kwehouse nhamba iyoyo nelocation chete.

Ndakupinda mumagumbeze pane chipepa chakabva chadonha pasi pepillow chaive chakayorwa house nhamba relocation yaive yakanzi Cowdry park.

Hamuna henyu kurasika mava kutsvaga nhamba yemba?

3

Nhamba ihari huru inoshandiswa pakubika.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhambetambe

Nhambetambe maitiro ekufara muchinakidwa nezvinhu zvinozoguma zvakupinzai mumatambudziko.

Verenga

Swipe for the next word