Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matama emunhu panyama (cheeks).
Nhama idama rechembere rakaita zigomba uye rakaputana.
1

Vanhu vose vakangoti kanhama nazvo.
Kana munhu akatsenhama anenge azembera pane chimwe chinhu.
2

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhamba
numeral
VerengaSwipe for the next word