KwaunobvaDuramazwiNnhambo

Zvinoreva

Chinhambwe chinopfuura.

1

Chinhambwe chinopfuura.

Kana chinhu chichinzi chinodya nguva chinenge chichitora nhambo yakareba kuchiita.

Nhambo mukana unenge wapihwa munhu kuti aite zvaanenge achida panguva iyoyo.

2

Nhambo inguva yezuva sekuti nguva yegumi.

Inhamboiko nhai?

3

Nhambo mukana unenge wapihwa munhu kuti aite zvaanenge achida panguva iyoyo.

4

Nhambo kamufambo kadiki.

Zvakafanana

nhambwe · nguva

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhamburirwa

Nhamburirwa chinhu chaunoshupikira kuti uchiwane. Ugaro hwakanaka inhamburirwa.

Verenga

Swipe for the next word