KwaunobvaDuramazwiAawa

Duramazwi · zita

awa

hour

Zvinoreva

Awa chidimbu chenguva chine maminitsi makumi matanhatu. Zuva rimwe rine maawa makumi maviri nemana.

1

Awa chidimbu chenguva chine maminitsi makumi matanhatu. Zuva rimwe rine maawa makumi maviri nemana.

CHIKAMU I: RONDEDZERO Unokurudzirwa kuti upedze awa imwe chete pachikamu chino.

Bvunzo Rondedzero Chikamu I (Zvichakubatsira iwe pachako kuti upedze awa imwe chete pakunyora rondedzero).

Muka unonzwa mashiripiti andiri kutaurirwa awa.

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word