Duramazwi · zita
Duramazwi · zita
Uku kuramba uchiedza kugadzirisa zvinonetsa.
Uku kuramba uchiedza kugadzirisa zvinonetsa.
Pairwara mwana, takaita nhambutambu kuenda kumadhokotera akawanda tichiti chirwere chipere.
Duramazwi
01 / 03nhambwe
Nzvimbo kana nguva iri pakati.
VerengaSwipe for the next word