KwaunobvaDuramazwiOomerwa

Duramazwi

omerwa

Zvinoreva

Kana munhu aomerwa anenge asvika pakushaya zano rezvingamubatsira padambudziko rinenge ramuwira.

1

Kana munhu aomerwa anenge asvika pakushaya zano rezvingamubatsira padambudziko rinenge ramuwira.

*Ndaomerwa neupenyu. Handichazivi kuti mari yechikoro yevana ndinoiwanepi.*

Gona kupatsanura kuomerwa nekuomera.

Gudo, kusava nehanya naye, akaseka Mombe achiti, "Ko iwe, waomerwa neupenyu here?

Mamwe mazwi ane O

O

Swipe for the next word