KwaunobvaDuramazwiOomera

Duramazwi

omera

Zvinoreva

Kana chinhu chikaomera pane chimwe chinenge chanamira zvekusava nyore kubvisa.

1

Kana chinhu chikaomera pane chimwe chinenge chanamira zvekusava nyore kubvisa.

Rakanga rakaomera chaizvo nokugara kwaranga raita risati razarurwa.

Tsumo yokuti moyo muti unomera paunoda, kazhinji vanhu vanoishandisa vanowanzoti, moyo muti.

Kana zvikamuomera mangwana inenge yava ndomene isingamuchemedzi.

2

Kana munhu achiti upenyu hwamuomera anenge achireva kuti zvinhu zvinenge zvagozha, zvisiri kufamba negwara raange achitarisira.

3

Kana munhu achinzi akaomera anenge achingoda kuchengetedza mari, asingadi kuitengesa zvinhu zvaangade paupenyu hwake.

4

Kana munhu a-

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

omerwa

Kana munhu aomerwa anenge asvika pakushaya zano rezvingamubatsira padambudziko rinenge ramuwira.

Verenga

Swipe for the next word