KwaunobvaDuramazwiOombera

Duramazwi · chiito

ombera

clap

Zvinoreva

Kuombera kurovanisa maoko pamwe chete kana uchikwazisa, kutenda kana kuratidza rukudzo.

1

Kuombera kurovanisa maoko pamwe chete kana uchikwazisa, kutenda kana kuratidza rukudzo.

Kana mukuwasha achibvunza ambuya upenyu, anotarisirwa kunge achiobera maoko.

Vanhu vanoziviswa matambudziko ari munyika akaita sekupararira kwechirwere chemanyoka, mukondombera.

Vatete voga ndivo vanomhoresa, Lizzie anongoombera chete).

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

ombo

Kuti ombo kubvisa zvinenge zviri pamusoro usingadziki muzasi.

Verenga

Swipe for the next word