Duramazwi
Zvinoreva
Kuombedza jira kana imwe nhumbi kuiisa mumvura kwenguva yakareba.
1
Kuombedza jira kana imwe nhumbi kuiisa mumvura kwenguva yakareba.
Kurombedza kubika chinhu. chogarisa pamoto zvekuti chinogumisira chaibvisa.
Kurombedza kubika chikafu chakawanda zvakapfurikidza chipimo chevanhu vanofanira kuchidya.
Kana munhu akagombedza mhuru anenge achiidzivirira kuti isayamwa.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03ombeka
Kana uchiombeka hembe unenge uchidziisa mumvura dzichigaramo kwenguva refu, kuti dzinyorovere dzigozobva tsvina zviri nyore.
VerengaSwipe for the next word