KwaunobvaDuramazwiOombeka

Duramazwi

ombeka

-nyika-bhabhatidza

Zvinoreva

Kana uchiombeka hembe unenge uchidziisa mumvura dzichigaramo kwenguva refu, kuti dzinyorovere dzigozobva tsvina zviri nyore.

1

2

Kana mupirisiti achiombeka munhu anomusasa kana kumunyudza mumvura, somucherechedzo wekuti asukwa tsvina uye agamuchira chitendero chechiKristu.

Zvakafanana

-nyika · -bhabhatidza

Mamwe mazwi ane O

O

Swipe for the next word