KwaunobvaDuramazwiOombo

Duramazwi

ombo

Zvinoreva

Kuti ombo kubvisa zvinenge zviri pamusoro usingadziki muzasi.

1

Kuti ombo kubvisa zvinenge zviri pamusoro usingadziki muzasi.

Mai vakati ombo ruomba rwemukaka, vachibva vadira mumuriwo.

Kuti ombo kubvisa zvinenge zviri pamusoro usingadziki muzasi.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

ombora

Kana uchiombora unenge uchibvisa zviri pamusoro isingadziki muzasi.

Verenga

Swipe for the next word