Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchisemura sadza unenge uchibvisa hwada yapamusoro.
1
Kana uchisemura sadza unenge uchibvisa hwada yapamusoro.
Kukwanzura kutsemura huni dzakaoma kana chimwe chinhu wakatevedza urefu hwacho.
Kupadura chinhu kuchitsemura, kazhinji nokuda kokunyanyisa kuchizadza nezvinhu.
Kuti tye kutsemura kamuti, sezvinoita munhu anenge achigadzira maruka etswanda.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03Sena
Sena chidao chevaera Moyo zvikuru vakadzi vanorumbidzwa norunako rwavo.
VerengaSwipe for the next word