KwaunobvaDuramazwiSsenda

Duramazwi · zita

senda

Zvinoreva

Kusenda kubvisa ganda, zvikuru rechirimwa chimbishi, uchishandisa banga kana chimwe chinhu.

Senda ndepakaiswa rupawo rwedendenedzwa kuratidza kuti ndipo pakati napakati penhandare.

Kuti senda kumira wakatsamira pamwe panhu.

1

Kana uchida kubika nhopi yemanhanga unofanira kutanga wasenda nhanga racho usati waribika.

2

3

Zvakafanana

zembe

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sendama

Kuzembera pamadziro kana pamuti.

Verenga

Swipe for the next word