Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchiombora unenge uchibvisa zviri pamusoro isingadziki muzasi.
1
Kana uchiombora unenge uchibvisa zviri pamusoro isingadziki muzasi.
Kunombora kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.
Kana uchiombora unenge uchibvisa zviri pamusoro isingadziki muzasi.
Makombora mabiko anoitwa nevanhu vashoma panenge pazvarwa mwana.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03omera
Kana chinhu chikaomera pane chimwe chinenge chanamira zvekusava nyore kubvisa.
VerengaSwipe for the next word