Duramazwi
Zvinoreva
Kuurura kubvisa zvakapapamara, zvikuru pamusoro pezvinhu zvakaita mvura uchisiya zviri pasi.
Kuurura kuboora buri uchishandisa simbi, waya kana chimwe chinopinza, chichipisa chaizvo.

Mukaka waamai ava unoshata nokuti vanotanga vaurura kirimu vasati vatengesera vanhu.
Ndakasvika ndichikurura hembe dzese sekutaura kwamama ndichibva ndakwira pamubhedha.
Pachapwa madziwa miramba tichanyurura.
Kuurura kuboora buri uchishandisa simbi, waya kana chimwe chinopinza, chichipisa chaizvo.
Ndakawana sekuru vachiurura mupinyi webadza.
Ndakasvika ndichikurura hembe dzese sekutaura kwamama ndichibva ndakwira pamubhedha.
Pachapwa madziva miramba tichanyurura.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ururami
Ururami kuva neunhu netsika dzinoyemurika.
VerengaSwipe for the next word