Duramazwi
Zvinoreva
Kuurunga kugadziridza chinhu, kunyanya chichiri kuumbwa, kuti chive chakatenderera.
1
Kuurunga kugadziridza chinhu, kunyanya chichiri kuumbwa, kuti chive chakatenderera.
Sokurunga kwaunoita kana tichibika mutauro wedu unodavo kurungwa kuti unakidze.
Muroora aikurunga sadza nemusika kuti risaite mapundu.
Kuurunga kugadziridza chinhu, kunyanya chichiri kuumbwa, kuti chive chakatenderera.
2
Kuurunga kusvinyangwa kunoitwa ivhu panoumbwa hari.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03urungana
Kana chinhu chichinzi chakaurungana chinenge chakaenzana muviri wacho wese uye chinenge chakatsetseka.
VerengaSwipe for the next word