KwaunobvaDuramazwiUurumbana

Duramazwi

urumbana

Zvinoreva

Kana munyu waurumbana unenge wabatana kuita chigodo chimwe chete.

1

Kana munyu waurumbana unenge wabatana kuita chigodo chimwe chete.

Kutwasanura muviri kuutatamura nechinangwa chekuti nhengo dzakaurumbana dziregedzeke.

Hwada ivhu rakaurumbana rinenge rapidigurwa nebadza kana negejo pakurima.

Kunyakatidza kunyungudutsa sezvakaita chigodo chemunyu chakaurumbana.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

urunga

Kuurunga kugadziridza chinhu, kunyanya chichiri kuumbwa, kuti chive chakatenderera.

Verenga

Swipe for the next word