KwaunobvaDuramazwiUurukuta

Duramazwi

urukuta

Zvinoreva

Kuurukuta kuumburuka pasi sezvinoita imbwa kana dhongi.

1

Kuurukuta kuumburuka pasi sezvinoita imbwa kana dhongi.

Chembere ndeyembwa yomunhu, inofa ichigurukuta.

Murume akagurukuta pakarohwa mhuri yake nemheni.

Kufurukuta kusakura kuya kokunyatso-pedza bundo rose pasi pachisara pachena.

2

Kuzvininipisa.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

urukutika

Kuurikitika kuzvininipisa kunenge kuchiratidzwa namamirire anenge akaita munhu kufanana nokuisa musoro padivi.

Verenga

Swipe for the next word