KwaunobvaDuramazwiUurukutika

Duramazwi

urukutika

Zvinoreva

Kuurikitika kuzvininipisa kunenge kuchiratidzwa namamirire anenge akaita munhu kufanana nokuisa musoro padivi.

1

Kuurikitika kuzvininipisa kunenge kuchiratidzwa namamirire anenge akaita munhu kufanana nokuisa musoro padivi.

Kurukutika kushaya simba mumuviri, nokuda kokurwara kurwara kana kuti kuneta.

Kufurukutika kupfakanyika muviri zvishoma sezvingaita munhu akarara.

Bhabharasi kurukutika nokutemwa nomusoro uye kusada chikafu kunoitwa nomunhu anenge arara akanyanya kudhakwa nehwahwa.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

urukwa

Urukwa rudzi rweuswa hunomera mugomo, hunorukiswa zvitseme.

Verenga

Swipe for the next word