Duramazwi
-svetuka-kwakuka-chiruka-waruka
Zvinoreva
Kana uchiuruka unenge uchisvetukira mudenga nechinangwa chokuinda nepamusoro pechimwe chinhu.
1
Kana uchiuruka unenge uchisvetukira mudenga nechinangwa chokuinda nepamusoro pechimwe chinhu.
Kana uchipipitika unenge uchiuruka-uruka, sezvinoita vana vachitamba netambo.
BaTakue vakazosvika mutown naTadiwa wavo kwave kubva vaburuka ndokuenda kumusika.
Tichisvika pachikoro ndakaburuka ndichibva ndakuenda kuclassroom kwangu.
Zvakafanana
-svetuka · -kwakuka · -chiruka · -waruka
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03urukira
Kana ukaurukira munhu unenge wasvetuka uchienda paari nekufara kana kuti nehasha.
VerengaSwipe for the next word