KwaunobvaDuramazwiCchirika

Duramazwi

chirika

Zvinoreva

Kuchirika kuuruka uchidarika nepamusoro pechimwe chinhu.

1

Kuchirika kuuruka uchidarika nepamusoro pechimwe chinhu.

Maitiro kana mararamiro aya anofanirwa kuva anogamuchirika nevamwe zvichienderana nenzvimbo, tsika nemagariro.

Munhu angava ane mari, dzidzo ungwaru, zvipfeko kana pfuma asi kana asina hunhu haasi munhu anogamuchirika muupenyu.

Kuti kwaku kusvetuka, kana kuti kupuka, kana kuchirika kanzvimbo kadiki, sezviya zvinoita dafi.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word