KwaunobvaDuramazwiCchirikadzi

1

Chirikadzi yasara iyi, nemanyana angu aya Uvachengete siku nesikati.

Rimwe zuva mbavha iyi yakazowanikidzwa iri muchirugwi cheimwe chirikadzi yainzi Nyarai ichiedza kusunga muromo wembudzi wayakange yaba.

Haina kunge yaziva kuti vanhu vakange vanyeurirwa kare nechirikadzi iyi kuti painge paita munhu muchirugwi chayo.

Zvine chekuita

shirikadzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirimba

Chirimba idutu remupunga usati watswiwa.

Verenga

Swipe for the next word