Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chirigo musumo wezvimwe zvinhu unopiwa ishe kana achitonga nyaya.
1

Nyama yezvirigo inotanga yasumwa kuna ishe isati yapiwa vanogocha.
Chirigo musumo wezvimwe zvinhu unopiwa ishe kana achitonga nyaya.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chirika
Kuchirika kuuruka uchidarika nepamusoro pechimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word