Duramazwi
Zvinoreva
Kuchiridza kuita kuti munhu abve rimwe divi achienda kune rimwe achiita zvokusvetuka.
1
Kuchiridza kuita kuti munhu abve rimwe divi achienda kune rimwe achiita zvokusvetuka.
Ndachiridza mwana pagoronga.
Uku kumwa mvura kana chimwewo chinhu uchikurumidza chaizvo uye uchiridza huro.
Munyaya dzezvekuimba, chikwata vanhu vanenge vachiridza nekuimba pamwe pamwe chete.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiridzwa
instrument
VerengaSwipe for the next word