Duramazwi · zita
keke
cake
Duramazwi · zita
cake
Keke chidyiwa chinobhekwa nefurawu inowedzerwa mazai, shuga yakawanda nezvimwewo zvinonaka.
Keke chidyiwa chinobhekwa nefurawu inowedzerwa mazai, shuga yakawanda nezvimwewo zvinonaka.
Kana uchibika keke shuga nefurawa ndemamwe emainigiridhiendi anoshandiswa.
Mai vakatibikira keke rainaka _samare_.
Kuti nepfu kumeduka kunoita chinhu chisina kuomarara, sechingwa kana keke.
Duramazwi
01 / 03kekechu
Kuti kekechu kun'en'ena chinhu chakaoma sezvakaita bvupa.
VerengaSwipe for the next word