KwaunobvaDuramazwiUururu

Duramazwi · zita

ururu

Zvinoreva

Ururu inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiiwa.

1

Ururu inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiiwa.

Ururu inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiiwa.

Kuti ururu ururu kuzvininipisa kunoita munhu anenge achitya mumwe munhu kana kuti anenge achinyengerera chimwe chinhu.

Pakarepo mhururu nemuridzo zvakakwetsurwa kuri kufarira kuti vakange vabvuma kuti vakange vave varoora vepaMutsvenguri.

Zvakafanana

bweve

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ururu ururu

Kuti ururu ururu kufamba zvishoma zvishoma kunoita munhu anenge achiita chinhu

Verenga

Swipe for the next word