Duramazwi
Zvinoreva
pachivande, asingadi kuonekwa.
pachivande, asingadi kuonekwa.
Mbuya vedu vakura chaizvo, zvokuti munotozoita pfungwa yokuvasimudza kuenda rwendo kana kwaitika chinhu chikurusa.
Kugundurusa dhiramu kuriradzika nekumuromo kwaro parinenge risisina chinhu mukati.
Kutsenhura kusudurusa chinhu chakatsigirwa uchiita zvokubvisa chakatsigira chacho.
Kuti ururu ururu kuzvininipisa kunoita munhu anenge achitya mumwe munhu kana kuti anenge achinyengerera chimwe chinhu.
Mbuya vedu vakura chaizvo, zvokuti munotozoita pfungwa yokuvasimudza kuenda rwendo kana kwaitika chinhu chikurusa.
Kana munhu akatseketudza chinhu chinorema anenge achisudurusa zvishomashoma.
Kana ukagundurusa chokudya kana chimwewo chinhu unenge wachipedza chose.
Zvine chekuita
-urutsa
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03urutsa
Kana munhu achiuurutsa zvakaita senzungu kana chibage chiri mutswanda, anenge achizvibvisa marara nekusimudza tswanda mudenga, ozvidururira pasi paruware kana muchimwewo achizvipeperetsa, marara achienda nemhepo.
VerengaSwipe for the next word